1 Samueri 14:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Vose vaya vomunyika yacho vakapinda muchisango, uchi+ pahwakanga huri pasi. Zvirevo 25:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Wawana uchi here?+ Idya hwakakukwanira, kuti urege kudya hwakawandisa ukahurutsa.+ Mateu 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi Johani uyu aipfeka chipfeko chemvere+ dzengamera uye aisunga bhandi reganda+ muchiuno chake; zvokudya zvakewo zvakanga zviri mhashu+ nouchi hwomusango.+
4 Asi Johani uyu aipfeka chipfeko chemvere+ dzengamera uye aisunga bhandi reganda+ muchiuno chake; zvokudya zvakewo zvakanga zviri mhashu+ nouchi hwomusango.+