RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 9:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+

  • Ezekieri 21:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Dongo, dongo, ndichariita dongo.+ Kana zviri izviwo, hazvizovi zvomunhu chero upi zvake kusvikira ane kodzero yepamutemo asvika,+ uye ndichamupa izvozvo.’+

  • Ruka 1:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro;+ uye Jehovha Mwari achamupa chigaro choumambo+ chababa vake Dhavhidhi,+

  • VaHebheru 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti zviri pachena kwazvo kuti Ishe wedu akabva muna Judha,+ dzinza iro Mosesi asina chaakataura nezvaro pamusoro pevapristi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe