10 Uyai nezvegumi zvose+ mudura, kuti mumba mangu muve nezvokudya;+ uye ndapota, ndiedzei pane izvozvi,”+ Jehovha wemauto adaro, “muone kana ndisingazokuzaruririi magedhi emvura okumatenga,+ ndikakudururirai chikomborero kusvikira musisina chamunoshayiwa.”+