Pisarema 133:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 133 Tarirai! Zvakanaka sei uye zvinofadza seiKuti hama dzigare pamwe chete dzakabatana!+ Zvirevo 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Murume akatsamwa anomutsa kukakavara,+ asi anononoka kutsamwa anonyaradza kupopota.+ VaRoma 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Pakudanana sehama,+ dananai kwazvo. Pakukudzana,+ tungamiriranai.