Zvirevo 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kutanga kwokukakavara kwakaita somunhu anovhurira mvura;+ saka ibva kupopotedzana kusati kwatanga.+ VaRoma 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kana zvichibvira, nepamunogona napo, ivai norugare+ nevanhu vose. VaHebheru 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Teverai rugare nevanhu vose,+ noutsvene+ nokuti kana ihwo husipo hapana munhu angazoona Ishe,+
14 Kutanga kwokukakavara kwakaita somunhu anovhurira mvura;+ saka ibva kupopotedzana kusati kwatanga.+