2 Timoti 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi muranda waShe haafaniri kurwa,+ asi anofanira kuva norupfave kuna vose,+ anokwanisa kudzidzisa,+ anoramba achizvidzora pakuitirwa zvakaipa,+ VaHebheru 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Teverai rugare nevanhu vose,+ noutsvene+ nokuti kana ihwo husipo hapana munhu angazoona Ishe,+ Jakobho 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvakare, mbeu yechibereko+ chokururama+ inodyarwa murugare+ nokuda kwevaya vanoita kuti pave norugare.+
24 Asi muranda waShe haafaniri kurwa,+ asi anofanira kuva norupfave kuna vose,+ anokwanisa kudzidzisa,+ anoramba achizvidzora pakuitirwa zvakaipa,+
18 Zvakare, mbeu yechibereko+ chokururama+ inodyarwa murugare+ nokuda kwevaya vanoita kuti pave norugare.+