Eksodho 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Asi Farao akati: “Jehovha ndianiko,+ kuti nditeerere inzwi rake kuti ndirege Israeri achienda?+ Jehovha wacho handitombomuzivi,+ uyezve, handisi kuzorega Israeri achienda.”+ Eksodho 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi Farao haazokuteererii;+ uye ndicharwisa Ijipiti noruoko rwangu, ndobudisa mauto angu,+ vanhu vangu,+ ivo vanakomana vaIsraeri,+ munyika yeIjipiti nokutonga kukuru.+ Eksodho 14:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokudaro Jehovha akarega mwoyo waFarao mambo weIjipiti uchioma,+ iye akatevera vanakomana vaIsraeri, vanakomana vaIsraeri pavakanga vachibuda noruoko rune simba.+ VaRoma 9:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao: “Nokuda kwechikonzero ichochi ndaita kuti urambe uchirarama, kuti ndiratidze simba rangu nokwauri, uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.”+
2 Asi Farao akati: “Jehovha ndianiko,+ kuti nditeerere inzwi rake kuti ndirege Israeri achienda?+ Jehovha wacho handitombomuzivi,+ uyezve, handisi kuzorega Israeri achienda.”+
4 Asi Farao haazokuteererii;+ uye ndicharwisa Ijipiti noruoko rwangu, ndobudisa mauto angu,+ vanhu vangu,+ ivo vanakomana vaIsraeri,+ munyika yeIjipiti nokutonga kukuru.+
8 Nokudaro Jehovha akarega mwoyo waFarao mambo weIjipiti uchioma,+ iye akatevera vanakomana vaIsraeri, vanakomana vaIsraeri pavakanga vachibuda noruoko rune simba.+
17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao: “Nokuda kwechikonzero ichochi ndaita kuti urambe uchirarama, kuti ndiratidze simba rangu nokwauri, uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.”+