Eksodho 7:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudzira Ijipiti+ ruoko rwangu, uye ndichabudisa vanakomana vaIsraeri pakati pavo.”+ Eksodho 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi chokwadi ndaita kuti urambe uchirarama nokuda kwechikonzero ichi,+ kuti ndikuratidze simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.+ 1 Samueri 25:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nabhari akabva apindura vashandi vaDhavhidhi, akati: “Dhavhidhi ndianiko,+ uye mwanakomana waJese ndianiko? Mazuva ano vashandi vari kutiza, mumwe nomumwe achitiza tenzi wake, vawanda.+
5 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudzira Ijipiti+ ruoko rwangu, uye ndichabudisa vanakomana vaIsraeri pakati pavo.”+
16 Asi chokwadi ndaita kuti urambe uchirarama nokuda kwechikonzero ichi,+ kuti ndikuratidze simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.+
10 Nabhari akabva apindura vashandi vaDhavhidhi, akati: “Dhavhidhi ndianiko,+ uye mwanakomana waJese ndianiko? Mazuva ano vashandi vari kutiza, mumwe nomumwe achitiza tenzi wake, vawanda.+