Eksodho 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino ini, iyeni, ndinonyatsoziva kuti mambo weIjipiti haazokubvumirii kuenda kutoti pashandiswa ruoko rune simba.+ Eksodho 8:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokudaro vapristi vaiita zvemashiripiti vakati kuna Farao: “Uyu munwe+ waMwari!”+ Asi mwoyo waFarao wakaramba wakaoma,+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha. Eksodho 8:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Pazuva iroro ndichasiyanisa nyika yeGosheni pamire vanhu vangu, kuti pasave nembuo inovapo;+ kuti muzive kuti ndini Jehovha pakati penyika yose.+ Eksodho 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo. Pisarema 83:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+
19 Zvino ini, iyeni, ndinonyatsoziva kuti mambo weIjipiti haazokubvumirii kuenda kutoti pashandiswa ruoko rune simba.+
19 Nokudaro vapristi vaiita zvemashiripiti vakati kuna Farao: “Uyu munwe+ waMwari!”+ Asi mwoyo waFarao wakaramba wakaoma,+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha.
22 Pazuva iroro ndichasiyanisa nyika yeGosheni pamire vanhu vangu, kuti pasave nembuo inovapo;+ kuti muzive kuti ndini Jehovha pakati penyika yose.+
4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo.
18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+