RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 16:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Jehovha akati kuna Mosesi: “Taura naAroni mukoma wako, kuti arege kupinda munzvimbo tsvene+ mukati meketeni+ nguva dzose, pamberi pechifukidziro chiri pamusoro peAreka, kuti arege kufa;+ nokuti ndichazviratidza ndiri mugore+ riri pamusoro pechifukidziro.+

  • Numeri 9:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Zvino pazuva rakamiswa tebhenekeri,+ gore rakafukidza tebhenekeri yetende rechiChipupuriro,+ asi manheru chinhu chaioneka somoto+ chakaramba chiri pamusoro petebhenekeri kusvikira mangwanani.

  • Numeri 16:42
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 42 Zvino ungano payakanga yaunganira Mosesi naAroni, vakabva vatendeukira kutende rokusanganira; uye tarira! gore rakanga rakaifukidza, uye kubwinya kwaJehovha kwakatanga kuoneka.+

  • 1 Madzimambo 8:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Vapristi pavakabuda munzvimbo tsvene, gore+ rakazadza imba yaJehovha.

  • Zvakazarurwa 15:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Nzvimbo tsvene yakazara noutsi nokuda kwokubwinya kwaMwari+ uye nokuda kwesimba rake, uye hapana akakwanisa kupinda munzvimbo tsvene kusvikira matambudziko manomwe+ engirozi dzacho nomwe apera.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe