RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Ndini Jehovha Mwari wako,+ akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yevaranda.+

  • Revhitiko 25:43
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 43 Usamutsikirira uchimudzvinyirira,+ unofanira kutya Mwari wako.+

  • Revhitiko 26:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti kuti murege kuvashandira sevaranda,+ ndikatyora zvikeyi zvejoko renyu, ndikakufambisai makati tote.+

  • Zvirevo 29:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Kana vakarurama vakava vazhinji, vanhu vanofara;+ asi kana munhu akaipa achitonga, vanhu vanogomera.+

  • Isaya 14:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 uya airamba achirova vanhu neshamhu akashatirwa kwazvo,+ uya aikunda marudzi akatsamwa kwazvo nokutambudza kusingadzorwi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe