Numeri 14:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ivo vachazviudza vagari vomunyika iyi. Vakanzwa kuti ndimi Jehovha pakati pevanhu ava,+ uyo akaoneka chiso nechiso.+ Ndimi Jehovha, uye gore renyu rimire pamusoro pavo, munovatungamirira neshongwe yegore masikati uye neshongwe yomoto usiku.+ Joshua 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti takanzwa kuomesa kwakaita Jehovha mvura yeGungwa Dzvuku pamberi penyu pamakabuda muIjipiti,+ nezvamakaitira madzimambo maviri evaAmori aiva mhiri kwaJodhani, kureva Sihoni+ naOgi,+ amakaparadza+ chose.
14 Ivo vachazviudza vagari vomunyika iyi. Vakanzwa kuti ndimi Jehovha pakati pevanhu ava,+ uyo akaoneka chiso nechiso.+ Ndimi Jehovha, uye gore renyu rimire pamusoro pavo, munovatungamirira neshongwe yegore masikati uye neshongwe yomoto usiku.+
10 Nokuti takanzwa kuomesa kwakaita Jehovha mvura yeGungwa Dzvuku pamberi penyu pamakabuda muIjipiti,+ nezvamakaitira madzimambo maviri evaAmori aiva mhiri kwaJodhani, kureva Sihoni+ naOgi,+ amakaparadza+ chose.