Eksodho 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino Mosesi akatambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ Jehovha akatanga kudzorera shure gungwa achishandisa mhepo yokumabvazuva ine simba usiku hwose, uye kuchinja pasi pegungwa kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakanga ichikamurwa.+ Eksodho 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Marudzi achanzwa,+ achadedera;+Marwadzo okusununguka+ achabata vagari vomuFiristiya. Joshua 4:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jehovha Mwari wenyu paakaomesa mvura yaJodhani pamberi pavo kusvikira vayambuka, sezvakanga zvaitwa Gungwa Dzvuku naJehovha Mwari wenyu paakariomesa pamberi pedu kusvikira tayambuka;+ Joshua 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ivo vakati kwaari: “Vashandi venyu vabva kunyika iri kure kwazvo+ nokuda kwezita+ raJehovha Mwari wenyu, nokuti takanzwa nezvomukurumbira wake nezvose zvaakaita muIjipiti,+
21 Zvino Mosesi akatambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ Jehovha akatanga kudzorera shure gungwa achishandisa mhepo yokumabvazuva ine simba usiku hwose, uye kuchinja pasi pegungwa kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakanga ichikamurwa.+
23 Jehovha Mwari wenyu paakaomesa mvura yaJodhani pamberi pavo kusvikira vayambuka, sezvakanga zvaitwa Gungwa Dzvuku naJehovha Mwari wenyu paakariomesa pamberi pedu kusvikira tayambuka;+
9 Ivo vakati kwaari: “Vashandi venyu vabva kunyika iri kure kwazvo+ nokuda kwezita+ raJehovha Mwari wenyu, nokuti takanzwa nezvomukurumbira wake nezvose zvaakaita muIjipiti,+