2 Madzimambo 23:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo akabayira vapristi+ vose venzvimbo dzakakwirira vaiva ikoko paatari dzacho, akapisira mapfupa evanhu padziri.+ Pashure paizvozvo akadzokera kuJerusarema. Jeremiya 16:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kutanga, ndichatsiva zvakaenzanirana nokukanganisa kwavo+ nechivi chavo, nokuti vakasvibisa nyika yangu.+ Vakanga vazadza nhaka yangu nezvitunha zvezvinhu zvavo zvinonyangadza uye nezvinhu zvavo zvinosemesa.’”+ Ezekieri 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndichaisa zvitunha zvevanakomana vaIsraeri pamberi pezvidhori zvavo zvinosemesa sendove, uye ndichaparadzira mapfupa enyu kumativi ose eatari dzenyu.+
20 Naizvozvo akabayira vapristi+ vose venzvimbo dzakakwirira vaiva ikoko paatari dzacho, akapisira mapfupa evanhu padziri.+ Pashure paizvozvo akadzokera kuJerusarema.
18 Kutanga, ndichatsiva zvakaenzanirana nokukanganisa kwavo+ nechivi chavo, nokuti vakasvibisa nyika yangu.+ Vakanga vazadza nhaka yangu nezvitunha zvezvinhu zvavo zvinonyangadza uye nezvinhu zvavo zvinosemesa.’”+
5 Ndichaisa zvitunha zvevanakomana vaIsraeri pamberi pezvidhori zvavo zvinosemesa sendove, uye ndichaparadzira mapfupa enyu kumativi ose eatari dzenyu.+