Eksodho 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino Mosesi akauya, akarondedzera kuvanhu mashoko ose aJehovha nezvose zvaakatonga,+ vanhu vose vakapindura nenzwi rimwe chete, vakati: “Tinoda kuita mashoko ose ataurwa naJehovha.”+ Eksodho 24:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo Mosesi akatora ropa, akarisasa pavanhu,+ akati: “Herino ropa resungano+ yaitwa naJehovha nemi pamusoro pemashoko ose aya.” Dheuteronomi 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pandakakwira mugomo kunogamuchira mahwendefa ematombo,+ mahwendefa esungano iyo Jehovha akanga aita nemi,+ ndikaramba ndichigara mugomo kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana,+ (handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,)
3 Zvino Mosesi akauya, akarondedzera kuvanhu mashoko ose aJehovha nezvose zvaakatonga,+ vanhu vose vakapindura nenzwi rimwe chete, vakati: “Tinoda kuita mashoko ose ataurwa naJehovha.”+
8 Naizvozvo Mosesi akatora ropa, akarisasa pavanhu,+ akati: “Herino ropa resungano+ yaitwa naJehovha nemi pamusoro pemashoko ose aya.”
9 Pandakakwira mugomo kunogamuchira mahwendefa ematombo,+ mahwendefa esungano iyo Jehovha akanga aita nemi,+ ndikaramba ndichigara mugomo kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana,+ (handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,)