Eksodho 16:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Aroni achangopedza kutaura neungano yose yevanakomana vaIsraeri, vakatendeuka vakatarira kurenje, vakaona kubwinya kwaJehovha kuri mugore.+ Eksodho 24:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kubwinya kwaJehovha+ kwakaramba kwakagara paGomo reSinai,+ gore rikaramba rakarifukidza kwemazuva matanhatu. Pazuva rechinomwe akazoshevedza Mosesi ari mukati megore.+ Eksodho 40:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvino gore+ rakafukidza tende rokusanganira, kubwinya kwaJehovha kukazadza tebhenekeri. 2 Makoronike 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye vapristi havana kukwanisa kumira kuti vashumire nokuda kwegore racho;+ nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaMwari wechokwadi.
10 Aroni achangopedza kutaura neungano yose yevanakomana vaIsraeri, vakatendeuka vakatarira kurenje, vakaona kubwinya kwaJehovha kuri mugore.+
16 Kubwinya kwaJehovha+ kwakaramba kwakagara paGomo reSinai,+ gore rikaramba rakarifukidza kwemazuva matanhatu. Pazuva rechinomwe akazoshevedza Mosesi ari mukati megore.+
14 uye vapristi havana kukwanisa kumira kuti vashumire nokuda kwegore racho;+ nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaMwari wechokwadi.