1 Madzimambo 13:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Iye akati kwaari: “Iniwo ndiri muprofita sewe, ngirozi+ yataura neni neshoko raJehovha, ichiti, ‘Mudzose kumba kwako kuti adye zvokudya nokunwa mvura.’” (Iye akamunyengedza.)+ Jeremiya 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 mumwe nomumwe anoramba achinyengedza shamwari yake;+ uye havatauri chokwadi zvachose. Vakadzidzisa rurimi rwavo kureva nhema.+ Vakazvinetesa nokuita zvakaipa.+
18 Iye akati kwaari: “Iniwo ndiri muprofita sewe, ngirozi+ yataura neni neshoko raJehovha, ichiti, ‘Mudzose kumba kwako kuti adye zvokudya nokunwa mvura.’” (Iye akamunyengedza.)+
5 mumwe nomumwe anoramba achinyengedza shamwari yake;+ uye havatauri chokwadi zvachose. Vakadzidzisa rurimi rwavo kureva nhema.+ Vakazvinetesa nokuita zvakaipa.+