Revhitiko 19:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘Musaba,+ musanyengera,+ uye ngaparege kuva nomunhu anonyengedza mumwe wake.+ Dheuteronomi 18:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “‘Zvisinei, muprofita anozvikudza achitaura shoko randisina kumurayira kuti ataure achishandisa zita rangu+ kana anotaura nezita revamwe vanamwari,+ muprofita iyeye anofanira kufa.+ Jeremiya 29:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Tumira shoko kuvanhu vose vakatapwa,+ uchiti, ‘Zvanzi naJehovha pamusoro paShemaya weNeheramu: “Nokuti Shemaya aprofita kwamuri, ini ndisina kumutuma, uye aedza kuita kuti muvimbe nenhema,+ Ezekieri 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ruoko rwangu rwava kurwa nevaprofita vari kuona zviratidzo zvenhema uye vari kushopera zvenhema.+ Havazorambi vari muboka revanhu vangu vanoshamwaridzana,+ havazonyorwi mubhuku remazita reimba yaIsraeri,+ havazoendi kunyika yaIsraeri;+ uye imi muchaziva kuti ndini Changamire Ishe Jehovha,+ Mateu 7:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Chenjererai vaprofita venhema+ vanouya kwamuri vakapfeka nguo dzemakwai,+ asi mukati vari mhumhi dzinoparadza.+ 2 Petro 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvisinei, kwakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu, sezvakuchavawo nevadzidzisi venhema pakati penyu.+ Ivava vachapinza chinyararire tumapoka tunoparadza uye vacharamba kunyange tenzi akavatenga,+ vachizviunzira kuparadzwa kunokurumidza. 1 Johani 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vadiwa, musatenda kutaura kwose kwakafuridzirwa,+ asi edzai kutaura kwakafuridzirwa kuti muone kana kuchibva kuna Mwari,+ nokuti vaprofita venhema vazhinji vakaoneka munyika.+
20 “‘Zvisinei, muprofita anozvikudza achitaura shoko randisina kumurayira kuti ataure achishandisa zita rangu+ kana anotaura nezita revamwe vanamwari,+ muprofita iyeye anofanira kufa.+
31 “Tumira shoko kuvanhu vose vakatapwa,+ uchiti, ‘Zvanzi naJehovha pamusoro paShemaya weNeheramu: “Nokuti Shemaya aprofita kwamuri, ini ndisina kumutuma, uye aedza kuita kuti muvimbe nenhema,+
9 Ruoko rwangu rwava kurwa nevaprofita vari kuona zviratidzo zvenhema uye vari kushopera zvenhema.+ Havazorambi vari muboka revanhu vangu vanoshamwaridzana,+ havazonyorwi mubhuku remazita reimba yaIsraeri,+ havazoendi kunyika yaIsraeri;+ uye imi muchaziva kuti ndini Changamire Ishe Jehovha,+
15 “Chenjererai vaprofita venhema+ vanouya kwamuri vakapfeka nguo dzemakwai,+ asi mukati vari mhumhi dzinoparadza.+
2 Zvisinei, kwakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu, sezvakuchavawo nevadzidzisi venhema pakati penyu.+ Ivava vachapinza chinyararire tumapoka tunoparadza uye vacharamba kunyange tenzi akavatenga,+ vachizviunzira kuparadzwa kunokurumidza.
4 Vadiwa, musatenda kutaura kwose kwakafuridzirwa,+ asi edzai kutaura kwakafuridzirwa kuti muone kana kuchibva kuna Mwari,+ nokuti vaprofita venhema vazhinji vakaoneka munyika.+