Mateu 5:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida muvakidzani wako+ uvenge muvengi wako.’+ Mateu 22:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Wechipiri, wakafanana nawo, ndouyu, ‘Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.’+ VaRoma 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti bumbiro remitemo rinoti, “Usaita upombwe,+ Usaponda,+ Usaba,+ Usachochora,”+ uye mimwe mirayiro yose iripo, inobatanidzwa mushoko iri rokuti, “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ VaGaratiya 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Mutemo wose unozadzika+ neshoko rimwe chete, rinoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ Jakobho 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino, kana imi muchichengeta mutemo wamambo+ maererano norugwaro runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka kwazvo.
9 Nokuti bumbiro remitemo rinoti, “Usaita upombwe,+ Usaponda,+ Usaba,+ Usachochora,”+ uye mimwe mirayiro yose iripo, inobatanidzwa mushoko iri rokuti, “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+
14 Nokuti Mutemo wose unozadzika+ neshoko rimwe chete, rinoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+
8 Zvino, kana imi muchichengeta mutemo wamambo+ maererano norugwaro runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka kwazvo.