RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 31:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Iwe taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Chokwadi munofanira kuchengeta masabata angu,+ nokuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvose kuti muzive kuti ini Jehovha ndiri kukutsvenesai.+

  • Revhitiko 21:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Naizvozvo unofanira kumutsvenesa,+ nokuti ndiye anouya nezvokudya zvaMwari wako. Anofanira kuva mutsvene kwauri,+ nokuti ini Jehovha ari kukutsvenesa, ndiri mutsvene.+

  • Ezekieri 37:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Marudzi achaziva kuti ini, Jehovha,+ ndiri kutsvenesa Israeri nzvimbo tsvene yangu painova pakati pavo nokusingagumi.”’”+

  • 1 VaTesaronika 5:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Iye Mwari worugare+ ngaakutsvenesei zvakakwana.+ Mafungiro enyu imi hama nomweya nomuviri ngazvichengetedzwe zvakanaka muzvinhu zvose pasina chazvinopomerwa pakuvapo kwaShe wedu Jesu Kristu.+

  • 2 VaTesaronika 2:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvisinei, hama dzinodiwa naJehovha, tinosungirwa kuti tigare tichionga Mwari nokuda kwenyu, nokuti Mwari akakusarudzai+ kubvira pakutanga kuti muponeswe nokukutsvenesai+ nomudzimu+ uye nokutenda kwenyu muchokwadi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe