Eksodho 14:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino ngirozi+ yaMwari wechokwadi yakanga ichitungamirira boka raIsraeri yakabva ikaenda shure kwavo, uye shongwe yegore yakabva mberi kwavo ikamira shure kwavo.+ Eksodho 23:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Tarira ndiri kutuma ngirozi+ mberi kwako kuti ikuchengete uri mumugwagwa, kuti ikusvitse munzvimbo yandakagadzira.+ Eksodho 33:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndichatuma ngirozi mberi kwako,+ ndodzinga vaKenani, vaAmori, nevaHiti nevaPerizi, vaHivhi nevaJebhusi;+ Mabasa 7:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Mosesi uyu, wavakaramba, vachiti, ‘Ndiani akakugadza kuti uve mudzori nomutongi?’+ murume iyeyu Mwari akamutuma+ somutongi nomununuri noruoko rwengirozi yakazviratidza kwaari iri mugwenzi reminzwa.
19 Zvino ngirozi+ yaMwari wechokwadi yakanga ichitungamirira boka raIsraeri yakabva ikaenda shure kwavo, uye shongwe yegore yakabva mberi kwavo ikamira shure kwavo.+
20 “Tarira ndiri kutuma ngirozi+ mberi kwako kuti ikuchengete uri mumugwagwa, kuti ikusvitse munzvimbo yandakagadzira.+
2 Ndichatuma ngirozi mberi kwako,+ ndodzinga vaKenani, vaAmori, nevaHiti nevaPerizi, vaHivhi nevaJebhusi;+
35 Mosesi uyu, wavakaramba, vachiti, ‘Ndiani akakugadza kuti uve mudzori nomutongi?’+ murume iyeyu Mwari akamutuma+ somutongi nomununuri noruoko rwengirozi yakazviratidza kwaari iri mugwenzi reminzwa.