Eksodho 34:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha akaburuka+ ari mugore, akamira naye ipapo, akadana zita raJehovha.+ Pisarema 105:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 105 Ongai Jehovha, danai zita rake,+Zivisai mabasa ake pakati pemarudzi.+ Johani 17:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ndakavazivisa zita renyu+ uye ndicharizivisa, kuti rudo rwamakandida narwo ruve mavari uye ini ndive pamwe navo.”+
26 Ndakavazivisa zita renyu+ uye ndicharizivisa, kuti rudo rwamakandida narwo ruve mavari uye ini ndive pamwe navo.”+