Jeremiya 10:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Haina zvainobatsira, ibasa rinosekesa.+ Ichaparara panguva yaichafungwa nezvayo.+ Ruka 19:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 uye vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mukati mako,+ uye havazosiyi dombo riri pamusoro perimwe dombo+ mauri, nokuti hauna kunzwisisa nguva yokuongororwa kwako.”+
44 uye vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mukati mako,+ uye havazosiyi dombo riri pamusoro perimwe dombo+ mauri, nokuti hauna kunzwisisa nguva yokuongororwa kwako.”+