Pisarema 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha achatonga marudzi.+Haiwa Jehovha, nditongei zvinoenderana nokururama kwangu+Uye zvinoenderana nokutendeseka+ kwangu kuri mandiri. Pisarema 96:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pamberi paJehovha. Nokuti auya;+Nokuti auya kuzotonga nyika.+Achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokutendeka kwake.+ VaHebheru 10:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Nokuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndokwangu; ndicharipira”;+ uyezve: “Jehovha achatonga vanhu vake.”+
8 Jehovha achatonga marudzi.+Haiwa Jehovha, nditongei zvinoenderana nokururama kwangu+Uye zvinoenderana nokutendeseka+ kwangu kuri mandiri.
13 Pamberi paJehovha. Nokuti auya;+Nokuti auya kuzotonga nyika.+Achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokutendeka kwake.+
30 Nokuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndokwangu; ndicharipira”;+ uyezve: “Jehovha achatonga vanhu vake.”+