Genesisi 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+ Pisarema 98:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pamberi paJehovha, nokuti auya kuzotonga nyika.+Iye achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokururama.+ Mabasa 17:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti akatara zuva raanoda kutonga+ naro nyika inogarwa, nokururama achishandisa munhu waakagadza, uye akapa vimbiso kuvanhu vose pakuti akamumutsa+ kubva kuvakafa.” 2 Petro 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi neshoko iroro matenga+ nenyika+ zviripo iye zvino zvakachengeterwa moto+ uye zviri kuchengeterwa zuva rokutongwa+ nerokuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari.+
25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+
9 Pamberi paJehovha, nokuti auya kuzotonga nyika.+Iye achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokururama.+
31 Nokuti akatara zuva raanoda kutonga+ naro nyika inogarwa, nokururama achishandisa munhu waakagadza, uye akapa vimbiso kuvanhu vose pakuti akamumutsa+ kubva kuvakafa.”
7 Asi neshoko iroro matenga+ nenyika+ zviripo iye zvino zvakachengeterwa moto+ uye zviri kuchengeterwa zuva rokutongwa+ nerokuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari.+