Eksodho 32:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo ndisiye ndakadaro, kuti hasha dzangu dzivamukire uye ndivatsakatise,+ uye rega ndiite kuti iwe uve rudzi rukuru.”+ Numeri 25:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo Israeri akazvibatanidza naBhaari wePeori;+ uye Jehovha akatsamwira Israeri kwazvo.+ Dheuteronomi 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jehovha akakutsamwirai kwazvo, akavhara matenga zvokuti hapana mvura inovapo+ uye nyika yorega kubereka zvibereko zvayo uye imi mokurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+ Vatongi 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Jehovha akabva atsamwira vaIsraeri kwazvo,+ zvokuti akavaisa mumaoko evapambi, vakatanga kuvapamba;+ akavatengesera muruoko rwevavengi vavo vakanga vakavapoteredza,+ uye vakanga vasingachakwanisi kumira pamberi pevavengi vavo.+
10 Naizvozvo ndisiye ndakadaro, kuti hasha dzangu dzivamukire uye ndivatsakatise,+ uye rega ndiite kuti iwe uve rudzi rukuru.”+
17 Jehovha akakutsamwirai kwazvo, akavhara matenga zvokuti hapana mvura inovapo+ uye nyika yorega kubereka zvibereko zvayo uye imi mokurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+
14 Jehovha akabva atsamwira vaIsraeri kwazvo,+ zvokuti akavaisa mumaoko evapambi, vakatanga kuvapamba;+ akavatengesera muruoko rwevavengi vavo vakanga vakavapoteredza,+ uye vakanga vasingachakwanisi kumira pamberi pevavengi vavo.+