Vatongi 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha akatsamwira vaIsraeri kwazvo,+ zvokuti akavatengesera+ muruoko rwaKushani-rishataimu mambo weMesopotamiya;+ vanakomana vaIsraeri vakaramba vachishandira Kushani-rishataimu kwemakore masere. 2 Makoronike 36:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi vakaramba vachiseka+ nhume dzaMwari wechokwadi, vachizvidza mashoko ake+ uye vachinyomba+ vaprofita vake, kusvikira Jehovha atsamwira+ vanhu vake, kusvikira zvisingachagadziriki.+ Pisarema 106:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Zvino Jehovha akatsamwira vanhu vake kwazvo,+Akasema nhaka yake.+
8 Jehovha akatsamwira vaIsraeri kwazvo,+ zvokuti akavatengesera+ muruoko rwaKushani-rishataimu mambo weMesopotamiya;+ vanakomana vaIsraeri vakaramba vachishandira Kushani-rishataimu kwemakore masere.
16 Asi vakaramba vachiseka+ nhume dzaMwari wechokwadi, vachizvidza mashoko ake+ uye vachinyomba+ vaprofita vake, kusvikira Jehovha atsamwira+ vanhu vake, kusvikira zvisingachagadziriki.+