RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 14:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Nokudaro Jehovha akaponesa vaIsraeri paruoko rwevaIjipiti pazuva iroro,+ uye vaIsraeri vakaona vaIjipiti vakafa pamhenderekedzo yegungwa.+

  • Eksodho 15:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Mvura ine mafungu yavafukidza;+ vanyura munzvimbo dzakadzika sedombo.+

  • Pisarema 136:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Iye akazunzira Farao neuto rake rehondo muGungwa Dzvuku:+

      Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+

  • Zvirevo 16:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Jehovha akaita zvinhu zvose nokuda kwechinangwa chake,+ chokwadi, kunyange munhu akaipa nokuda kwezuva rakaipa.+

  • Nehemiya 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe