Dheuteronomi 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Uyezve, kuTabhera+ nokuMasa+ nokuKibroti-hataavha+ makava vanhu vanotsamwisa Jehovha.+ Pisarema 78:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Vaimupandukira kazhinji sei murenje,+Vaimurwadzisa sei mugwenga!+ VaHebheru 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti ndivanaani vakanzwa asi vakamutsamwisa kwazvo?+ Chokwadi, vaya vose vakabuda muIjipiti vachitungamirirwa naMosesi havana kudaro here?+
16 Nokuti ndivanaani vakanzwa asi vakamutsamwisa kwazvo?+ Chokwadi, vaya vose vakabuda muIjipiti vachitungamirirwa naMosesi havana kudaro here?+