1 Makoronike 29:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+ Pisarema 24:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nyika nezvizere mairi ndezvaJehovha,+Nyika inobereka nevaya vanogara mairi.+ 1 VaKorinde 10:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 nokuti “nyika nezvizere mairi+ ndezvaJehovha.”+
11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+