Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Dheuteronomi 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ona, matenga,+ iwo matenga okumatengatenga, nyika+ nezvose zviri mairi ndezvaJehovha Mwari wako.
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+