RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Uite mutambo wemakeke asina kuviriswa.+ Udye makeke asina kuviriswa+ kwemazuva manomwe, sezvandakakurayira, panguva yakatarwa mumwedzi waAbhibhi,+ nokuti mumwedzi iwoyo wakabuda muIjipiti. Havafaniri kuuya pamberi pangu vasina chinhu.+

  • Eksodho 34:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Unofanira kudzikinura mwana wokutanga wembongoro uchishandisa gwai.+ Asi kana usingazomudzikinuri, unofanira kubva watyora mutsipa wake. Unofanira kudzikinura matangwe ose evanakomana vako.+Ngavarege kuuya pamberi pangu vasina chinhu.+

  • Pisarema 96:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Ipai Jehovha kukudzwa kwezita rake;+

      Takurai chipo mupinde muzvivanze zvake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe