Dheuteronomi 30:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti ndaisa upenyu norufu pamberi penyu,+ uye chikomborero+ nokutukwa;+ naizvozvo sarudzai upenyu kuti murambe muri vapenyu,+ imi nevana venyu,+ 1 Madzimambo 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Eriya akabva aswedera pedyo nevanhu vose akati: “Mucharamba muine mwoyo miviri kusvikira rini?+ Kana Jehovha ari iye Mwari wechokwadi, muteverei;+ asi kana ari Bhaari, muteverei.” Asi vanhu havana kumupindura kana shoko rimwe chete zvaro.
19 Ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti ndaisa upenyu norufu pamberi penyu,+ uye chikomborero+ nokutukwa;+ naizvozvo sarudzai upenyu kuti murambe muri vapenyu,+ imi nevana venyu,+
21 Eriya akabva aswedera pedyo nevanhu vose akati: “Mucharamba muine mwoyo miviri kusvikira rini?+ Kana Jehovha ari iye Mwari wechokwadi, muteverei;+ asi kana ari Bhaari, muteverei.” Asi vanhu havana kumupindura kana shoko rimwe chete zvaro.