-
Dheuteronomi 13:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 vamwe vanamwari vemarudzi akakupoteredzai, vaya vari pedyo nemi kana kuti vari kure nemi, kubva kune mumwe mugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika,
-
-
Vatongi 10:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 Zvino vanakomana vaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha,+ vakatanga kushumira vanaBhaari+ nemifananidzo yaAshtoreti+ navanamwari veSiriya+ navanamwari veSidhoni+ navanamwari veMoabhi+ navanamwari vevanakomana vaAmoni+ navanamwari vevaFiristiya.+ Naizvozvo vakasiya Jehovha uye havana kumushumira.+
-