2 Samueri 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino Dhavhidhi akati+ kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akati kuna Dhavhidhi: “Saka, Jehovha aregawo chivi chenyu kuti chipfuure.+ Hamuzofi.+ 1 Makoronike 21:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo Dhavhidhi akati kuna Mwari wechokwadi: “Ndatadza+ kwazvo zvandaita chinhu ichi. Zvino ndapota, bvisai kukanganisa kwomushumiri wenyu;+ nokuti ndakaita zvoupenzi kwazvo.”+
13 Zvino Dhavhidhi akati+ kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akati kuna Dhavhidhi: “Saka, Jehovha aregawo chivi chenyu kuti chipfuure.+ Hamuzofi.+
8 Naizvozvo Dhavhidhi akati kuna Mwari wechokwadi: “Ndatadza+ kwazvo zvandaita chinhu ichi. Zvino ndapota, bvisai kukanganisa kwomushumiri wenyu;+ nokuti ndakaita zvoupenzi kwazvo.”+