1 Samueri 16:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza ari pakati pevakoma vake. Mudzimu waJehovha wakatanga kushanda pana Dhavhidhi kubvira pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+ 2 Samueri 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Varume vaJudha+ vakabva vasvika, vakazodza+ Dhavhidhi ikoko kuti ave mambo weimba yaJudha.+ Vakasvika, vakaudza Dhavhidhi kuti: “Varume vokuJabheshi-giriyedhi ndivo vakaviga Sauro.”
13 Naizvozvo Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza ari pakati pevakoma vake. Mudzimu waJehovha wakatanga kushanda pana Dhavhidhi kubvira pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+
4 Varume vaJudha+ vakabva vasvika, vakazodza+ Dhavhidhi ikoko kuti ave mambo weimba yaJudha.+ Vakasvika, vakaudza Dhavhidhi kuti: “Varume vokuJabheshi-giriyedhi ndivo vakaviga Sauro.”