Numeri 22:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi Bharami akapindura akati kuvashandi vaBharaki: “Kunyange dai Bharaki aizondipa imba yake izere nesirivha nendarama, ndaisazodarika murayiro waJehovha Mwari wangu, kuti ndiite chinhu chiduku kana chikuru.+ Esteri 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mambo akabva ati kwaari: “Unei, haiwa mambokadzi Esteri, uye unokumbirei?+ Chipiwe—kusvikira kuhafu youmambo!”+ Esteri 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mambo akabva atiwo kuna Esteri pazuva rechipiri pamabiko ewaini:+ “Unotetererei,+ haiwa mambokadzi Esteri? Chipiwe.+ Uye unokumbirei? Ngachiitwe—kusvikira kuhafu youmambo!”+ Mako 6:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Chokwadi, akamupikira achiti: “Ndichakupa chose chaunondikumbira,+ kusvikira pahafu youmambo hwangu.”+
18 Asi Bharami akapindura akati kuvashandi vaBharaki: “Kunyange dai Bharaki aizondipa imba yake izere nesirivha nendarama, ndaisazodarika murayiro waJehovha Mwari wangu, kuti ndiite chinhu chiduku kana chikuru.+
3 Mambo akabva ati kwaari: “Unei, haiwa mambokadzi Esteri, uye unokumbirei?+ Chipiwe—kusvikira kuhafu youmambo!”+
2 Mambo akabva atiwo kuna Esteri pazuva rechipiri pamabiko ewaini:+ “Unotetererei,+ haiwa mambokadzi Esteri? Chipiwe.+ Uye unokumbirei? Ngachiitwe—kusvikira kuhafu youmambo!”+
23 Chokwadi, akamupikira achiti: “Ndichakupa chose chaunondikumbira,+ kusvikira pahafu youmambo hwangu.”+