1 Madzimambo 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 tarira! ndichaita maererano nemashoko ako.+ Tarira! ndichakupa mwoyo wakachenjera, unonzwisisa,+ zvokuti hapana achaita sewe pane vakambovapo iwe usati wavapo, uye shure kwako hakuzomuki mumwe akaita sewe.+ 1 Madzimambo 4:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Mwari akaramba achipa Soromoni uchenjeri+ nokunzwisisa+ uye mwoyo unonzwisisa zvakanga zvakawanda kwazvo,+ sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa.+ 2 Makoronike 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 uchapiwa uchenjeri nezivo;+ uye ndichakupawo zvinhu zvizhinji nepfuma nokukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akavapo iwe usati wavapo,+ uye zvisingazovi naani naani zvake anokutevera.”+ Jakobho 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+
12 tarira! ndichaita maererano nemashoko ako.+ Tarira! ndichakupa mwoyo wakachenjera, unonzwisisa,+ zvokuti hapana achaita sewe pane vakambovapo iwe usati wavapo, uye shure kwako hakuzomuki mumwe akaita sewe.+
29 Mwari akaramba achipa Soromoni uchenjeri+ nokunzwisisa+ uye mwoyo unonzwisisa zvakanga zvakawanda kwazvo,+ sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa.+
12 uchapiwa uchenjeri nezivo;+ uye ndichakupawo zvinhu zvizhinji nepfuma nokukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akavapo iwe usati wavapo,+ uye zvisingazovi naani naani zvake anokutevera.”+
5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+