Eksodho 34:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Haana kudya zvokudya uye haana kunwa mvura.+ Akanyora mashoko esungano yacho pamahwendefa, iwo Mashoko Gumi.+ Dheuteronomi 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pandakakwira mugomo kunogamuchira mahwendefa ematombo,+ mahwendefa esungano iyo Jehovha akanga aita nemi,+ ndikaramba ndichigara mugomo kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana,+ (handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,) Dheuteronomi 31:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Torai bhuku iri romutemo,+ muriise parutivi peareka+ yesungano yaJehovha Mwari wenyu, rive chapupu kwamuri.+
28 Iye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Haana kudya zvokudya uye haana kunwa mvura.+ Akanyora mashoko esungano yacho pamahwendefa, iwo Mashoko Gumi.+
9 Pandakakwira mugomo kunogamuchira mahwendefa ematombo,+ mahwendefa esungano iyo Jehovha akanga aita nemi,+ ndikaramba ndichigara mugomo kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana,+ (handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,)
26 “Torai bhuku iri romutemo,+ muriise parutivi peareka+ yesungano yaJehovha Mwari wenyu, rive chapupu kwamuri.+