RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 10:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ona, matenga,+ iwo matenga okumatengatenga, nyika+ nezvose zviri mairi ndezvaJehovha Mwari wako.

  • 2 Makoronike 2:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndiani angava nesimba rokumuvakira imba?+ Nokuti haangakwani mumatenga nokumatengatenga,+ uye ndini ani+ kuti ndimuvakire imba kunze kweyokukwidzira utsi hwezvibayiro pamberi pake?+

  • Nehemiya 9:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Ndimi Jehovha moga;+ ndimi makaita matenga,+ iko kumatengatenga, neuto razvo rose,+ nyika+ nezvose zviri mairi,+ makungwa+ nezvose zviri maari;+ uye muri kuzvichengetedza zvose zviri zvipenyu; uye uto+ rokumatenga riri kukukotamirai.

  • 2 VaKorinde 12:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Ndinoziva nezvomumwe munhu akanga ari pamwe naKristu uyo, makore gumi nemana apfuura—kuti zvakaitika mumuviri here ini handizivi, kana kuti zvakaitika musiri mumuviri, ini handizivi; Mwari ndiye anoziva—akatorwa+ akadaro akaendeswa kudenga rechitatu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe