Pisarema 89:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Denga nderenyu,+ nenyika ndeyenyuwo;+Nyika inobereka nezvose zviri mairi+—ndimi makavaka nheyo dzazvo.+ Pisarema 115:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kana ari matenga, matenga ndeaJehovha,+Asi nyika akaipa vanakomana vevanhu.+ Isaya 66:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 66 Zvanzi naJehovha: “Matenga ndiwo chigaro changu choumambo+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka, imba yamungandivakira iri kupi,+ uye nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?”+
11 Denga nderenyu,+ nenyika ndeyenyuwo;+Nyika inobereka nezvose zviri mairi+—ndimi makavaka nheyo dzazvo.+
66 Zvanzi naJehovha: “Matenga ndiwo chigaro changu choumambo+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka, imba yamungandivakira iri kupi,+ uye nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?”+