2 Makoronike 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+ Mika 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+
14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+
18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+