Genesisi 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Joshua 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Mushumiri wangu Mosesi afa;+ zvino simuka, yambuka rwizi rwaJodhani urwu, iwe nevanhu ava vose, mupinde munyika yandiri kuvapa, ivo vanakomana vaIsraeri.+ 2 Makoronike 6:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 kuti vakutyei+ nokufamba munzira dzenyu mazuva ose avanenge vari vapenyu panyika yamakapa madzitateguru edu.+
7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
2 “Mushumiri wangu Mosesi afa;+ zvino simuka, yambuka rwizi rwaJodhani urwu, iwe nevanhu ava vose, mupinde munyika yandiri kuvapa, ivo vanakomana vaIsraeri.+
31 kuti vakutyei+ nokufamba munzira dzenyu mazuva ose avanenge vari vapenyu panyika yamakapa madzitateguru edu.+