RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 30:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Nokuti pamunodzokera+ kuna Jehovha, hama dzenyu nevanakomana venyu vachanzwirwa ngoni+ pamberi pavose vakavatapa, vobvumirwa kudzoka kunyika ino;+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ane nyasha+ nengoni,+ uye haazofuratidzi chiso chake kwamuri kana mukadzokera kwaari.”+

  • Ezra 7:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Andiitira mutsa worudo+ pamberi pamambo nemakurukota ake+ nemachinda ose ane simba amambo. Ini ndakava nesimba maererano noruoko+ rwaJehovha Mwari wangu rwaiva pandiri, ndikaunganidza vakuru pakati paIsraeri kuti vaende neni.

  • Nehemiya 2:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 uyewo tsamba inoenda kuna Asafi muchengeti wepaki yamambo, kuti andipe miti yokuti ndivake magedhi eNhare+ yeimba+ nematanda, uye orusvingo+ rweguta neeimba yandichanopinda.” Naizvozvo mambo akandipa, maererano noruoko rwakanaka rwaMwari wangu rwaiva pandiri.+

  • Pisarema 106:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Aiita kuti vanzwirwe tsitsi

      Navose vakanga vavatapa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe