Revhitiko 18:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nyika yacho haizokurutsii nokuti munenge maisvibisa sokurutsa kwaichaita marudzi akakutangirai.+ Dheuteronomi 4:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+ 2 Madzimambo 17:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 kusvikira Jehovha abvisa Israeri pamberi pake,+ sezvaakanga ataura achishandisa vashumiri vake vose vaprofita.+ Naizvozvo Israeri akabva panyika yake akatapwa, akaendeswa kuAsiriya kusvikira nhasi.+
26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+
23 kusvikira Jehovha abvisa Israeri pamberi pake,+ sezvaakanga ataura achishandisa vashumiri vake vose vaprofita.+ Naizvozvo Israeri akabva panyika yake akatapwa, akaendeswa kuAsiriya kusvikira nhasi.+