1 Madzimambo 4:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 VaJudha nevaIsraeri vakanga vakawanda, vakaita sejecha riri pedyo negungwa nokuda kwokuwanda kwavo,+ vachidya nokunwa nokufara.+ Pisarema 33:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Runofara rudzi runa Mwari warwo anonzi Jehovha,+Ivo vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+ Pisarema 144:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vanofara vanhu vanoitirwa saizvozvo!”Vanofara vanhu avo Mwari wavo ari Jehovha!+
20 VaJudha nevaIsraeri vakanga vakawanda, vakaita sejecha riri pedyo negungwa nokuda kwokuwanda kwavo,+ vachidya nokunwa nokufara.+