2 Samueri 7:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Imba yako noumambo hwako zvichava zvakasimba nokusingagumi pamberi pako; chigaro chako choumambo chichava chakasimba kwazvo nokusingagumi.”’”+ 2 Makoronike 21:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi Jehovha haana kuda kuparadza imba yaDhavhidhi,+ nokuda kwesungano+ yaakanga aita naDhavhidhi, uye sezvaakanga ataura kuti aizopa iye+ nevanakomana vake rambi nguva dzose.+
16 Imba yako noumambo hwako zvichava zvakasimba nokusingagumi pamberi pako; chigaro chako choumambo chichava chakasimba kwazvo nokusingagumi.”’”+
7 Asi Jehovha haana kuda kuparadza imba yaDhavhidhi,+ nokuda kwesungano+ yaakanga aita naDhavhidhi, uye sezvaakanga ataura kuti aizopa iye+ nevanakomana vake rambi nguva dzose.+