RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira.

  • Joshua 1:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Hapana munhu achamira zvakasimba pamberi pako mazuva ose oupenyu hwako.+ Ini zvandakava naMosesi ndichavawo newe.+ Handingakuregi kana kukusiya zvachose.+

  • VaHebheru 13:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Mararamiro enyu ngaave okusada mari,+ muchigutsikana+ nezvinhu zvinenge zviripo.+ Nokuti iye akati: “Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe