25 Jehovha akabva aburuka ari mugore,+ akataura naye,+ akabvisa mumwe mudzimu+ wakanga uri paari, akauisa pane mumwe nomumwe wevarume vakuru makumi manomwe. Mudzimu wacho pawakangogara pavari, ivo vakabva vaita sevaprofita; asi havana kuzozviitazve.+