RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 11:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Jehovha akabva aburuka ari mugore,+ akataura naye,+ akabvisa mumwe mudzimu+ wakanga uri paari, akauisa pane mumwe nomumwe wevarume vakuru makumi manomwe. Mudzimu wacho pawakangogara pavari, ivo vakabva vaita sevaprofita; asi havana kuzozviitazve.+

  • 2 Makoronike 15:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Zvino mudzimu+ waMwari wakauya pana Azariya mwanakomana waOdhedhi.+

  • 2 Makoronike 24:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Zvino mudzimu+ waMwari wakafukidza+ Zekariya+ mwanakomana womupristi Jehoyadha,+ zvokuti akamira pakanga pakakwirira pamberi pevanhu, akati kwavari: “Zvanzi naMwari wechokwadi, ‘Muri kudarikirei mirayiro yaJehovha, zvokuti hamungabudiriri?+ Zvamakasiya Jehovha, iye achakusiyaiwo.’”+

  • 2 Petro 1:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Nokuti uprofita hahuna kumbounzwa chero panguva ipi zvayo nevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari+ sezvavaitungamirirwa nomudzimu mutsvene.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe